'Vlogging' inzira itsva yekutefenyura nekuposita maonero, nemanzwira pamuviri pa internet. Vazvinama vlogg vanodaidzwa nekuti vloggers vanotsikisa maonero avo kana manzwira pamuviri (experiences) avo mumhando yevideo. Mavideo aya anobva apositwa panhefenyuro dzakasiyana-siyana dzinosanganisira mienzaniso mishoma ingarehwa inenge youtube , ne facebook . Nyanzvi dzezvidzidzo zvekutaurirana (communication) dzinorumbidza ma vloggs dzichiti ma vloggs anokurira tsika yema blogs nekuda kwezvikonzero zvinotevera. Chekutanga video inotapa meso nezveve dzemutereri zvinoita kuti mutereri anzwisise zvarehwa (meaning) nenzira inodarika kunge dai mutereri anga achishandisa chete nzeve kana maziso. Zvakare kunzwisisa kwemutereri kunopamhidzirwa nekuda kwekuti anoona zvakare mashandisirwo ari kuitwa nhengo dzemuviri nemutauri paanenge achitaura zvinodaidzwa pachirumbi kuti body language . Zviriko zvimwe zvikonzero zvingarehwa asi chinosara ndechekuti mavloggs ndiyo nzira itsva yeku...
Years ago I intended this to be a blog about shona resources on the net. I later on learnt that I did not really like to be compartmentalized so its a blog about about this and that.