Zimbabwean hip hop artist Kae Chaps released a new hit song titled Juzi last Wednesday and he is breaking the web. On Saturday 13 Feb, Zwitter (as Zimbabwean twitter community is affectionately known) woke up to a trending #Juzi. The song has also achieved over 150k views on YouTube, which is testimony to what a masterpiece the song Juzi is.
Juzi is a breakup song in which the singer singles out the ex-girlfriend's jersey as a main cause of anguish for the boy. In general, the boy is hopeful that he will be fine in time but for the moment whenever he set eyes on the ex's jersey and clothes he goes through anguish. We post the full version of the lyrics below
Usanetseke I will be fine
Its just a matter of time
chete chete
Ko hanty ndizvo zvawakada
Asi kudzidza hakumboperi
Mwari anenge ane chinangwa
Chigumbu handina asi ndichiri ndakatswamwa
Ungandirove zikumeg* (unclear)
Kuita kundidhomotsa you played as if
Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana waEve
Ndine maghosts ari kunditsoma kumba kwedu saka
Dzoka utore juzi rako rawakakanganwa
Ndikaritarira ndoshays rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
I am broke from all the dreams that you were selling me
Uri mboko yemunhu I felt I should tell you this
But nyangwe zvazvo hatizi ma enemies
Zvakare ndezvakare ngatingozvisiyei
Ko zverudo zvacho taimbozviitirei
Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei
Now chandokumbira kuti
utore juzi rako rawakakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Utore juzi rako rawakakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira
Zvichimboitirwei
Zverudo zvacho taizvitirei
Zvichimboitirwei
Zverudo zvacho taizvi
Dzoka utore juzi rako rawakakanganwa
Ndikaritarira ndoshays rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
utore juzi rako rawakakanganwa
Ndikaritarira ndoshays rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Vcahercomp_bo Mike Allen https://wakelet.com/wake/Oo2JekshjPK3YtJgEKSsv
ReplyDeletetsonjalassco
xecysVcia-bu Corey Pickell SolidWorks
ReplyDeleteAvast Internet Security
Norton Security
viarigsejee